Judges 9:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Muzambiriŋga ukati kwairi: Ko ini ndiŋgarega waini yaŋgu, inofadza Mŋari naʋanhu, ndipepere uko nokoko pamsoro pemiti here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Asi muzambiringa wakapindura ukati, ‘Ndingada hangu kusiya waini yangu inofadza vose vamwari navanhu, kuti ndinozengaira pamusoro pemiti here?’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi mugirepisi wakati, ‘Heya munoti ndisiye waini yangu inofadza vamwari navanhu, ndichienda kundosweropepera pamusoro pemiti here.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Muzambiringa ukati kwairi, ‘Ko ini ndingarega waini yangu, inofadza Mwari navanhu, ndipepere uko nokoko pamusoro pemiti here?’
Shona 2009?
Muzambiringa ukati kwairi, `Ko ini ndingarega waini yangu, inofadza Mwari navanhu, ndipepere uko nokoko pamusoro pemiti here?'
Shona SUB 2002 Bible
Muzambiringa ukati kwairi, ‘Ko ini ndingarega waini yangu, inofadza Mwari navanhu, ndipepere uko nokoko pamusoro pemiti here?’