Judges 9:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Rukato rukati kumiti: Kana mukandizodza kuti ndiʋe mambo wenyu ɀirokwaɀo, ciʋuyai muʋande pamumvuri waŋgu; kana musiŋgaɗi, mŋoto ŋgauɓuɗe parukato, uparadze misidari yeRebanoni.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Rukato rukati kumiti, ‘Kana muchida kundizodza kuti ndive mambo wenyu zvirokwazvo, uyai muvande pamumvuri wangu; asi kana zvisizvo, moto ngaubude murukato ugopisa misidhari yeRebhanoni!’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Rukato rwakati kwairi, ‘Kana zviri zvechokwadi kuti muri kuda kundigadza kuti ndive mambo wenyu, uyai mupotere mumumvuri wangu. Kana zvisizvo, moto ngaubve murukato uroromese miti yemisidhari yokuRebhanoni.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Rukato rukati kumiti, ‘Kana mukandizodza kuti ndive mambo wenyu zvirokwazvo, chiuyai muvande pamumvuri wangu; kana musingadi, moto ngaubude parukato, uparadze misidhari yeRebhanoni.’
Shona 2009?
Rukato rukati kumiti, `Kana mukandizodza kuti ndive mambo wenyu zvirokwazvo, chiuyai muvande pamumvuri wangu; kana musingadi, moto ngaubude parukato, uparadze misidhari yeRebhanoni.'
Shona SUB 2002 Bible
Rukato rukati kumiti, ‘Kana mukandizodza kuti ndive mambo wenyu zvirokwazvo, chiuyai muvande pamumvuri wangu; kana musingadi, moto ngaubude parukato, uparadze misidhari yeRebhanoni.’