Judges 9:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Saka ɀino kana makaita ɀakanaka neɀakarurama, ɀamakaita Abimereki mambo wenyu, ʋuye kana makaitira Jerubaari neimba yake ɀakanaka, nokumuitira seɀaakafanirwa pamsoro peɀaakakuitirai,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Zvino kana imi makaita zvinokudzwa uye zvakatendeka pamakaita Abhimereki mambo, uye kana makaita zvakanaka kuna Jerubhi-Bhaari nokumhuri yake, uye kana makamubata sezvaanofanira,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Naizvozvo hameno kana zvokugadza Abhimereki umambo makazviita muchiti muri kuita zvakanaka, uye maifunga kuti muri kuita zvinhu kwazvo, zvimwe munofungawo kuti zvamakaitira Jerubhaari nemhuri yake zvinokodzerana nezvaakaita.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Saka zvino kana makaita zvakanaka nezvakarurama, zvamakaita Abhimereki mambo wenyu, uye kana makaitira Jerubhaari sezvaakafanirwa pamusoro pezvaakakuitirai,
Shona 2009?
"Saka zvino kana makaita zvakanaka nezvakarurama, zvamakaita Abhimereki mambo wenyu, uye kana makaitira Jerubhaari sezvaakafanirwa pamusoro pezvaakakuitirai,
Shona SUB 2002 Bible
“Saka zvino kana makaita zvakanaka nezvakarurama, zvamakaita Abhimereki mambo wenyu, uye kana makaitira Jerubhaari sezvaakafanirwa pamusoro pezvaakakuitirai,