Judges 9:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
(nokuti ɓaɓa ʋaŋgu ʋakakurwirai, ʋasiŋgaraŋgariri ʋupenyu bgaʋo, ʋakakurwirai mumaʋoko aMidiani;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye nokufunga kuti baba vangu vakakurwirai, vakaisa upenyu hwavo panjodzi kuti vakununurei kubva muruoko rweMidhiani
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chandinodariro ndechichi chokuti, baba vangu vakakurwirai, vakazvipinza munjodzi yokuti vaigona kufa, vakakununurai mumaoko avaMidhiani.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
(nokuti baba vangu vakakurwirai, vasingarangariri upenyu hwavo, vakakurwirai mumaoko avaMidhiani;
Shona 2009?
(nokuti baba vangu vakakurwirai, vasingarangariri upenyu hwavo, vakakurwirai mumaoko avaMidhiani;
Shona SUB 2002 Bible
(nokuti baba vangu vakakurwirai, vasingarangariri upenyu hwavo, vakakurwirai mumaoko avaMidhiani;