Judges 9:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kana makaitira Jerubaari neimba yake ɀakanaka neɀakarurama nhasi, cifarirai henyu Abimereki, naiye akufarirei ʋo;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kana zvino makaita norukudzo uye nokutenda kwakanaka kuna JerubhiBhaari nemhuri yake nhasi, Abhimereki ngaave mufaro wenyu, nemiwo muve wakewo!
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino kana zvamaitira Jerubhaari nemhuri yake nhasi uno mazviita muri pachokwadi uye nomazvo, farai zvenyu mupemberere Abhimereki, iye ngaakufarireiwo kwazvo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kana makaitira Jerubhaari neimba yake zvakanaka nezvakarurama nhasi, chifarirai henyu Abhimereki, naiye akufarireiwo;
Shona 2009?
kana makaitira Jerubhaari neimba yake zvakanaka nezvakarurama nhasi, chifarirai henyu Abhimereki, naiye akufarireiwo;
Shona SUB 2002 Bible
kana makaitira Jerubhaari neimba yake zvakanaka nezvakarurama nhasi, chifarirai henyu Abhimereki, naiye akufarireiwo;