Judges 9:20 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
asi kana ɀisina‐kunaka, mŋoto ŋgauɓuɗe kunaAbimereki, uparadze ʋarume ʋeShekemi, naʋeimba yaMiro; ʋuye mŋoto ŋgauɓuɗe kuʋarume ʋeShekemi, naʋeimba yaMiro, uparadze Abimereki.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi kana musina kudaro, moto ngaubude kubva kunaAbhimereki, uye uparadze imi, vagari veShekemu neBheti Miro, uye moto ngaubude kwamuri, vagari veShekemu neBheti Miro, ugoparadza Abhimereki!”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi kana zvisizvo moto ngaubve muna Abhimereki uroromese vanhu vomuShikemu nevomuBhetimiro. Moto ngaubvewo mune vanhu vemuShikemu nevomuBhetimiro uroromese Abhimereki.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
asi kana zvisina kunaka, moto ngaubude kuna Abhimereki, uparadze varume veShekemu, naveimba yaMiro; uye moto ngaubude kuvarume veShekemu, naveimba yaMiro, uparadze Abhimereki.”
Shona 2009?
asi kana zvisina kunaka, moto ngaubude kuna Abhimereki, uparadze varume veShekemu, naveimba yaMiro; uye moto ngaubude kuvarume veShekemu, naveimba yaMiro, uparadze Abhimereki."
Shona SUB 2002 Bible
asi kana zvisina kunaka, moto ngaubude kuna Abhimereki, uparadze varume veShekemu, naveimba yaMiro; uye moto ngaubude kuvarume veShekemu, naveimba yaMiro, uparadze Abhimereki.”