Judges 9:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Jotami akamhanya, akatiza, akandogara paBeeri, nokuti wakatya Abimereki mukuru wake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Jotamu akatiza, akapunyukira kuBheeri, uye akagara ikoko nokuti akanga achitya mukoma wake Abhimereki.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jotamu akabva atiza ndokumhanya oenda kuBheeri. Akagarako nokuti aitya Abhimereki mukoma wake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Jotamu akamhanya, akatiza, akandogara paBheeri, nokuti wakatya Abhimereki mukuru wake.
Shona 2009?
Ipapo Jotamu akamhanya, akatiza, akandogara paBheeri, nokuti wakatya Abhimereki mukuru wake.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Jotamu akamhanya, akatiza, akandogara paBheeri, nokuti wakatya Abhimereki mukuru wake.