Judges 9:25 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋarume ʋeShekemi ʋakaisa ʋanhu ʋakamuʋandira pamsoro pamakomo, ʋakapamba ʋose ʋakaŋga ʋacipfuʋura kwaʋari nenzira iyo; Abimereki akaʋudzwa iɀoɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mukumurwisa kwavo, vagari ava veShekemu vakaisa varume pamusoro pezvikomo kuti vavandire nokupamba mumwe nomumwe aipfuura, uye izvi zvakaziviswa kuna Abhimereki.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Varume vokuShikemu vakaisa varume vokumuhwandira pamusoro pamakomo. Vaiita ugandanga hwokupamba zvinhu zvevaipfuura neko, zvikagosvika munzeve dzaAbhimereki.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Varume veShekemu vakaisa vanhu vakamuvandira pamusoro pamakomo, vakapamba vose vakanga vachipfuura kwavari nenzira iyo; Abhimereki akaudzwa izvozvo.
Shona 2009?
Varume veShekemu vakaisa vanhu vakamuvandira pamusoro pamakomo, vakapamba vose vakanga vachipfuura kwavari nenzira iyo; Abhimereki akaudzwa izvozvo.
Shona SUB 2002 Bible
Varume veShekemu vakaisa vanhu vakamuvandira pamusoro pamakomo, vakapamba vose vakanga vachipfuura kwavari nenzira iyo; Abhimereki akaudzwa izvozvo.