Judges 9:26 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Gaari mŋanakomana waEbedi, wakaʋuya nehama dzake, ʋakaenda Shekemi; ʋarume ʋeShekemi ʋakaʋimba naye.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino Gaari mwanakomana waEbhedhi akaenda navanun'una vake kundogara muShekemu, uye vagari vomo vakavimba naye.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
KuShikemu kwakazouyiwa naGaari mwanakomana waEbhedhi nehama dzake, vanhu vemo ndokuvimba naye.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Gaari mwanakomana waEbhedhi, wakauya nehama dzake, vakaenda Shekemu; varume veShekemu vakavimba naye.
Shona 2009?
Zvino Gaari mwanakomana waEbhedhi, wakauya nehama dzake, vakaenda Shekemu; varume veShekemu vakavimba naye.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Gaari mwanakomana waEbhedhi, wakauya nehama dzake, vakaenda Shekemu; varume veShekemu vakavimba naye.