Judges 9:29 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Haiwa, ɗai ʋanhu aʋa ʋaiʋa muruʋoko rwaŋgu, ndaidziŋga Abimereki. Ɀino akati kunaAbimereki: Wedzera hondo yako, uɓuɗe kuzorwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Dai chete vanhu ava vanga vari pasi pangu! Ipapo ndaimubvisa. Ndaizoti kuna Abhimereki, ‘Dana hondo yako yose!’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dai kuri kuti ndini ndaitwa mutungamiriri wenyu, ndaibvisa Abhimereki pachigaro. Ndaiti kuna Abhimereki, ‘Kukuchana zvako nehondo yako yose, uuye tionane.’ ”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Haiwa, dai vanhu ava vaiva muruoko rwangu, ndaidzinga Abhimereki.” Zvino akati kuna Abhimereki, “Wedzera hondo yako, ubude kuzorwa.”
Shona 2009?
Haiwa, dai vanhu ava vaiva muruoko rwangu, ndaidzinga Abhimereki." Zvino akati kuna Abhimereki, "Wedzera hondo yako, ubude kuzorwa."
Shona SUB 2002 Bible
Haiwa, dai vanhu ava vaiva muruoko rwangu, ndaidzinga Abhimereki.” Zvino akati kuna Abhimereki, “Wedzera hondo yako, ubude kuzorwa.”