Judges 9:30 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Zeburi muɓati weguta, wakati acinzwa mashoko aGaari mŋanakomana waEbedi, akatsamŋa kwaɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zebhuri mubati weguta akati anzwa zvakataurwa naGaari mwanakomana waEbhedhi, akatsamwa zvikuru.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zebhuri mutungamiriri weShikemu paakanzwa zvakanga zvataurwa naGaari mwanakomana waEbhedhi akatutuma nehasha.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Zebhuri mubati weguta, wakati achinzwa mashoko aGaari mwanakomana waEbhedhi, akatsamwa kwazvo.
Shona 2009?
Zvino Zebhuri mubati weguta, wakati achinzwa mashoko aGaari mwanakomana waEbhedhi, akatsamwa kwazvo.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Zebhuri mubati weguta, wakati achinzwa mashoko aGaari mwanakomana waEbhedhi, akatsamwa kwazvo.