Judges 9:36 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Gaari wakati aciʋona ʋanhu, akati kunaZeburi: Tarira, kunaʋanhu ʋanoɓuruka ʋacibva kumsoro kumakomo. Zeburi akati kwaari: Unoʋona hako mimvuri yamakomo, yakafanana naʋanhu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Gaari akati achivaona, akati kuna Zebhuri, “Tarira, vanhu vari kuburuka kubva pamusoro pamakomo!” Zebhuri akapindura akati, “Uri kuona mimvuri yamakomo savanhu iwe.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Gaari paakavaona akati kuna Zebhuri, “Tarisai muone! Vanhu avo vari kuburuka pamusoro pamakomo avo.” Zebhuri ndokumuti, “A-a, muchidaro! Haisi mimvuri zvayo yamakomo yamuri kuona muchiti vanhu?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Gaari wakati achiona vanhu, akati kuna Zebhuri, “Tarira, kuna vanhu vanoburuka vachibva kumusoro kumakomo.” Zebhuri akati kwaari, “Unoona hako mimvuri yamakomo, yakafanana navanhu.”
Shona 2009?
Zvino Gaari wakati achiona vanhu, akati kuna Zebhuri, "Tarira, kuna vanhu vanoburuka vachibva kumusoro kumakomo." Zebhuri akati kwaari, "Unoona hako mimvuri yamakomo, yakafanana navanhu."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Gaari wakati achiona vanhu, akati kuna Zebhuri, “Tarira, kuna vanhu vanoburuka vachibva kumusoro kumakomo.” Zebhuri akati kwaari, “Unoona hako mimvuri yamakomo, yakafanana navanhu.”