Judges 9:37 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Gaari akapamhidza ɀe, akati: Tarira, kunaʋanhu ʋanoɓuruka ʋacibva kurutiʋi rwokumsoro, nerimŋe ɓoka rinoʋuya ricibva nenzira yomuouki weMeonenimi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi Gaari akadanidzirazve akati, “Tarira vanhu vari kuburuka kubva pakati penyika, rimwe boka riri kubva nenzira yomuti wavavuki.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi Gaari akatizve, “Tarisai muone! Vanhu avo vari kubva parukuvhute chaipo rwenyika. Chimwe chikwata chiri kubva kumuti wemuoku panofemberwa.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Gaari akapamhidzazve, akati, “Tarira, kuna vanhu vanoburuka vachibva kurutivi rwokumusoro, nerimwe boka rinouya richibva nenzira yomuouki weMeonenimi.”
Shona 2009?
Gaari akapamhidzazve, akati, "Tarira, kuna vanhu vanoburuka vachibva kurutivi rwokumusoro, nerimwe boka rinouya richibva nenzira yomuouki weMeonenimi."
Shona SUB 2002 Bible
Gaari akapamhidzazve, akati, “Tarira, kuna vanhu vanoburuka vachibva kurutivi rwokumusoro, nerimwe boka rinouya richibva nenzira yomuouki weMeonenimi.”