Judges 9:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakamupa mari yesirveri yakaȿika mashekeri anamakum manomŋe, yaʋakatora paimba yaBaaribereti, Abimereki akaripira ʋarume ʋakaipa, ʋasinehanya, iʋo ʋakamuteʋera.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakamupa mashekeri esirivha makumi manomwea aibva mutemberi yaBhaari-Bheriti, uye Abhimereki akaishandisa kutenga varume vakanga vakaipa uye vasina tsitsi, vakava vateveri vake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakatora zvidimbu makumi manomwe zvemari yesirivha mutemberi yaBhaaribheriti, vakapa Abhimereki, nemari iyoyo akatsvaga madzenga avanhu asingakatari aakaenda nawo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakamupa mari yesirivha yakasvika mashekeri ana makumi manomwe, yavakatora paimba yaBhaari-bheriti, Abhimereki akaripira varume vakaipa, vasine hanya, ivo vakamutevera.
Shona 2009?
Vakamupa mari yesirivha yakasvika mashekeri ana makumi manomwe, yavakatora paimba yaBhaari-bheriti, Abhimereki akaripira varume vakaipa, vasine hanya, ivo vakamutevera.
Shona SUB 2002 Bible
Vakamupa mari yesirivha yakasvika mashekeri ana makumi manomwe, yavakatora paimba yaBhaari–bheriti, Abhimereki akaripira varume vakaipa, vasine hanya, ivo vakamutevera.