Judges 9:40 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Abimereki akadziŋgana naye, akatiza pamberi pake, ʋazhinji ʋakaʋurawa kuȿikira paʋanopinda napo pasuʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Abhimereki akamudzinganisa uye vazhinji vakafa vakuvadzwa mukutiza uku nzira yose kusvikira pamukova wokupinda pasuo reguta.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Abhimereki akavadzingirira Gaari akamutiza, vazhinji vakakuvadzwa kusvikira kusuo guru reguta iri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Abhimereki akadzingana naye, akatiza pamberi pake, vazhinji vakaurawa kusvikira pavanopinda napo pasuo.
Shona 2009?
Abhimereki akadzingana naye, akatiza pamberi pake, vazhinji vakaurawa kusvikira pavanopinda napo pasuo.
Shona SUB 2002 Bible
Abhimereki akadzingana naye, akatiza pamberi pake, vazhinji vakaurayiwa kusvikira pavanopinda napo pasuwo.