Judges 9:42 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino fume maŋgwana ʋanhu ʋakaɓuɗa kusaŋgo; ʋakaʋudza Abimereki.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Fume mangwana vanhu veShekemu vakabuda vakaenda kuminda, uye izvi zvakaziviswa kuna Abhimereki.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ramangwana racho vanhu vakaenda zvavo kuminda, Abhimereki ndokuzvinzwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino fume mangwana vanhu vakabuda kusango; vakaudza Abhimereki.
Shona 2009?
Zvino fume mangwana vanhu vakabuda kusango; vakaudza Abhimereki.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino fume mangwana vanhu vakabuda kusango; vakaudza Abhimereki.