Judges 9:43 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iye akatora ʋanhu akaʋakamura, akaita mapoka matatu, akandoʋaʋandira kusaŋgo; akatarira, akaʋona ʋanhu ʋaciɓuɗa muguta, akasimuka, akandorwa naʋo, akaʋaʋuraya.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka akatora vanhu vake, akavakamura akavaisa mumapoka matatu akavandira musango. Akati achiona vanhu vachibuda muguta, akasimuka kuti avarwise.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saka akatora vanhu vake, akavaisa muzvikwata zvitatu, ndokuvahwandira kuminda ikoko. Akatarisa akaona vanhu vachibuda muguta muya. Akavavinga akavauraya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iye akatora vanhu akavakamura, akaita mapoka matatu, akandovavandira kusango; akatarira, akaona vanhu vachibuda muguta, akasimuka, akandorwa navo, akavauraya.
Shona 2009?
Iye akatora vanhu akavakamura, akaita mapoka matatu, akandovavandira kusango; akatarira, akaona vanhu vachibuda muguta, akasimuka, akandorwa navo, akavauraya.
Shona SUB 2002 Bible
Iye akatora vanhu akavakamura, akaita mapoka matatu, akandovavandira kusango; akatarira, akaona vanhu vachibuda muguta, akasimuka, akandorwa navo, akavauraya.