Judges 9:46 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋarume ʋose ʋoruȿiŋgo rweShekemi ʋakati ʋaɀinzwa, ʋakapinda munhare, mumba maEri‐beriti.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vachinzwa izvi vagari vomushongwe yeShekemu, vakapinda munhare dzetemberi yaEriBheriti.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanhu vose vomushongwe yomuShikemu vakazvinzwa, vakapinda munhare mutemberi yaEribheriti.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino varume vose vorusvingo rweShekemu vakati vazvinzwa, vakapinda munhare, mumba maEri-bheriti.
Shona 2009?
Zvino varume vose vorusvingo rweShekemu vakati vazvinzwa, vakapinda munhare, mumba maEri-bheriti.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino varume vose vorusvingo rweShekemu vakati vazvinzwa, vakapinda munhare, mumba maEri–bheriti.