Judges 9:52 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Abimereki akaȿika paruȿiŋgo, akarwa narwo, akasweɗera pedyo nomukoʋa woruȿiŋgo, kuti arupise nomŋoto.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Abhimereki akaenda kushongwe iyo uye akairwisa. Asi akati achiswedera pamukova weshongwe kuti aipise nomoto,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Abhimereki akasvika pashongwe iyi akairwisa. Akaswedera pamusuo chaipo peshongwe iyi kuti aipise nomoto.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Abhimereki akasvika parusvingo, akarwa narwo, akaswedera pedyo nomukova worusvingo, kuti arupise nomoto.
Shona 2009?
Abhimereki akasvika parusvingo, akarwa narwo, akaswedera pedo nomukova worusvingo, kuti arupise nomoto.
Shona SUB 2002 Bible
Abhimereki akasvika parusvingo, akarwa narwo, akaswedera pedyo nomukova worusvingo, kuti arupise nomoto.