Judges 9:55 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋarume ʋaIsraeri ʋakati ʋaciʋona kuti Abimereki wafa, ʋakaenda mumŋe nomumŋe kumba kwake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
VaIsraeri vakati vaona kuti Abhimereki afa, vakaenda kumusha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Varume vechiIsiraeri pavakaona kuti Abhimereki afa vakadzokera kumisha yavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino varume vaIsiraeri vakati vachiona kuti Abhimereki wafa, vakaenda mumwe nomumwe kumba kwake.
Shona 2009?
Zvino varume vaIsiraeri vakati vachiona kuti Abhimereki wafa, vakaenda mumwe nomumwe kumba kwake.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino varume VaIsiraeri vakati vachiona kuti Abhimereki wafa, vakaenda mumwe nomumwe kumba kwake.