Judges 9:56 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Saiɀoɀo Mŋari akatsiʋa ɀakashata ɀaAbimereki ɀaakaitira ɓaɓa ʋake, ɀaakaʋuraya ʋana ʋaɓaɓa ʋake ʋanamakumi manomŋe,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo Jehovha akatsiva kuipa kwaAbhimereki kwaakaita kuna baba vake nokuponda vanakomana vababa vake makumi manomwe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndomatsiviro akaita Mwari Abhimereki mhosva yokutadzira baba vake, yokuuraya vakoma navanun'una vake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Saizvozvo Mwari akatsiva zvakashata zvaAbhimereki zvaakaitira baba vake, zvaakauraya vana vababa vake vana makumi manomwe,
Shona 2009?
Saizvozvo Mwari akatsiva zvakashata zvaAbhimereki zvaakaitira baba vake, zvaakauraya vana vababa vake vana makumi manomwe,
Shona SUB 2002 Bible
Saizvozvo Mwari akatsiva zvakashata zvaAbhimereki zvaakaitira baba vake, zvaakauraya vana vababa vake vana makumi manomwe,