Judges 9:57 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
neɀakashata ɀose ɀaʋarume ʋeShekemi ɀakatsibga naMŋari kwaʋari; kutuka kwaJotami mŋanakomana waJerubaari, kukaitika kwaʋari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mwari akaitawo kuti varume veShekemu varipe zvakaipa zvavo zvose. Kutuka kwaJotamu, mwanakomana waJerubhi-Bhaari kwakauya pamusoro pavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mwari akaitawo kuti vanhu vokuShikemu vapfukirwe nouipi hwavo hwose, kurengererwa rushambwa kwavakaitwa naJotamu mwanakomana waJerubhaari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nezvakashata zvose zvavarume veShekemu zvakatsibwa naMwari kwaari; kutuka kwaJotamu mwanakomana waJerubhaari, kukaitika kwavari.
Shona 2009?
nezvakashata zvose zvavarume veShekemu zvakatsibwa naMwari kwaari; kutuka kwaJotamu mwanakomana waJerubhaari, kukaitika kwavari.
Shona SUB 2002 Bible
nezvakashata zvose zvavarume veShekemu zvakatsibwa naMwari kwaari; kutuka kwaJotamu mwanakomana waJerubhaari, kukaitika kwavari.