Judges 9:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Imŋe ŋguʋa miti yakandoɀizodzera mambo wayo; ikati kumuorivi: Iʋa mambo weɗu iwe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Rimwe zuva miti yakabuda kundozodza mambo wayo. Vakati kumuti womuOrivhi, ‘Iva mambo wedu.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Rimwe zuva miti yakaenda kundogadza mambo wokuitonga. Yakati kumuti womuorivhi, ‘Iva mambo wedu.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Imwe nguva miti yakandozvizodzera mambo wayo; ikati kumuorivhi, ‘Iva mambo wedu iwe.’
Shona 2009?
Imwe nguva miti yakandozvizodzera mambo wayo; ikati kumuorivhi, `Iva mambo wedu iwe.'
Shona SUB 2002 Bible
Imwe nguva miti yakandozvizodzera mambo wayo; ikati kumuorivhi, ‘Iva mambo wedu iwe.’