Lamentations 1:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanhu ʋaro ʋose ʋanogomera, ʋanotȿaka ɀokudya; Ʋakapa ɀinhu ɀaʋo ɀinofadza kuti ɀiʋe ɀokudya ɀokusimbisa mŋeya yaʋo; Tarirai, Jehova, muʋone; nokuti ndaitwa wakaɀidzwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanhu varo vose vanogomera pavanotsvaka chingwa; vanotsinhanisa pfuma yavo nezvokudya kuti vazviraramise. “Tarirai, imi Jehovha, uye murangarire, nokuti ndava akazvidzwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vose vanhu varo vari kugomera vachitsvaka chokudya, votoshambadza zvinhu zvavo zvinokosha kuti vawane chokudya chokuvasimbaradza. “Tarisai zvenyu Tenzi muone ndiri kushorwa ini.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanhu varo vose vanogomera, vanotsvaka zvokudya; vakapa zvinhu zvavo zvinofadza kuti zvive zvokudya zvokusimbisa mweya yavo; tarirai, Jehovha, muone; nokuti ndaitwa wakazvidzwa.
Shona 2009?
Vanhu varo vose vanogomera, vanotsvaka zvokudya; vakapa zvinhu zvavo zvinofadza kuti zvive zvokudya zvokusimbisa mweya yavo; tarirai, Jehovha, muone; nokuti ndaitwa wakazvidzwa.
Shona SUB 2002 Bible
Vanhu varo vose vanogomera, vanotsvaka zvokudya; vakapa zvinhu zvavo zvinofadza kuti zvive zvokudya zvokusimbisa mweya yavo; tarirai, Jehovha, muone; nokuti ndaitwa wakazvidzwa.