Lamentations 1:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndakaɗana ʋaindiɗa, asi ʋakandinyeŋgera; Ʋaprista ʋaŋgu naʋakuru ʋaŋgu ʋakaparara muguta, Paŋguʋa yaʋakaŋga ʋaciɀitȿakira ɀokudya kusimbisa mŋeya yaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Ndakadana kushamwari dzangu asi vakandipandukira. Vaprista vangu navakuru vangu vakafira muguta, pavakanga vachitsvaka zvokudya kuti vazviraramise.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Ndakachema kushamwari asi vakandinyengedza, vapristi vangu nevakuru vakuru vafira muguta muno vachitsvaka chokudya chokuzviraramisa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndakadana vaindida, asi vakandinyengera; vapristi vangu navakuru vangu vakaparara muguta, panguva yavakanga vachizvitsvakira zvokudya kusimbisa mweya yavo.
Shona 2009?
Ndakadana vaindida, asi vakandinyengera; vaprista vangu navakuru vangu vakaparara muguta, panguva yavakanga vachizvitsvakira zvokudya kusimbisa mweya yavo.
Shona SUB 2002 Bible
Ndakadana vaindida, asi vakandinyengera; vapristi vangu navakuru vangu vakaparara muguta, panguva yavakanga vachizvitsvakira zvokudya kusimbisa mweya yavo.