Lamentations 2:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ishe wakafukidza sei mukunda weZioni negore rokutsamŋa kwake! Wakabvisa kunaka kwaIsraeri akaɀikandira pasi, Akasaraŋgarira citsiko cake nezuʋa rokutsamŋa kwake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ishe akafukidza sei Mwanasikana weZioni negore rokutsamwa kwake! Akapotsera pasi kubwinya kweIsraeri, kubva kudenga kusvika panyika; haana kurangarira chitsiko chetsoka dzake pazuva rokutsamwa kwake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pamusana pehasha dzake Tenzi, kukwidibira here ikoko kwamakaita Jerusaremu negore! Akapatitsira pasi kubva mudenga chinonzi mbiri yaIsiraeri ichocho. Pazuva rehasha dzake haana kuyeuka chitambarariko chetsoka dzake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ishe akafukidza sei mukunda weZioni negore rokutsamwa kwake! Akabvisa kunaka kwaIsiraeri akazvikandira pasi, akasarangarira chitsiko chake nezuva rokutsamwa kwake.
Shona 2009?
Ishe akafukidza sei mukunda weZiyoni negore rokutsamwa kwake! Akabvisa kunaka kwalsiraeri akazvikandira pasi, akasarangarira chitsiko chake nezuva rokutsamwa kwake.
Shona SUB 2002 Bible
Ishe akafukidza sei mukunda weZioni negore rokutsamwa kwake! Akabvisa kunaka kwaIsiraeri akazvikandira pasi, akasarangarira chitsiko chake nezuva rokutsamwa kwake.