Lamentations 2:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanoti kunamadzimai aʋo: Ɀiyo newaini ɀiripiko? Ʋaciŋgoziya munzira dzomuguta saʋakakuʋadzwa, Mŋeya yaʋo iciɗururirwa mucifuʋa camadzimai aʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanoti kuna vanamai vavo, “Zvokudya newaini zviripiko?” pavanoziya somurume akuvadzwa munzira dzomuguta, panodururwa upenyu hwavo. Mumaoko avanamai vavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanochema kunana amai vavo vachiti, “Chingwa newaini zviripi pavanoziya kudaro savarume vakuvadzwa mumigwagwa yeguta vachitandadza vari pamakumbo amai vavo.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanoti kuna madzimai avo, “Zviyo newaini zviripiko?” Vachingoziya munzira dzomuguta savakakuvadzwa, mweya yavo ichidururirwa pachipfuva chamadzimai avo.
Shona 2009?
Vanoti kuna madzimai avo, "Zviyo newaini zviripiko?" Vachingoziya munzira dzomuguta savakakuvadzwa, mweya yavo ichidururirwa pachipfuva chamadzimai avo.
Shona SUB 2002 Bible
Vanoti kuna madzimai avo, “Zviyo newaini zviripiko?” Vachingoziya munzira dzomuguta savakakuvadzwa, mweya yavo ichidururirwa pachipfuva chamadzimai avo.