Lamentations 2:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋaʋeŋgi ʋako ʋose ʋakakushamisira miromo yaʋo; Ʋanoridza muridzo nokugeɗa‐geɗa meno, ʋanoti: Tarimedza; Ɀirokwaɀo ndiro zuʋa ratakaŋga takatarira; tariwana, tariʋona.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vavengi vako vose vanoshama miromo yavo pamusoro pako; vanoseka uye vanorumanya meno avo vachiti, “Tarimedza. Iri ndiro zuva ratanga takamirira; takararama kuti tirione.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vavengi vako vose vanokusveeredza vachiridza tsamwa vachikunyinurira mazino. Vanotodanidzira vachiti, “Takariparadza; ndiro zuva rataimirira zvino tavanaro, tinoriona.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vavengi vako vose vakakushamisira miromo yavo; vanoridza muridzo nokugeda‐geda meno, vanoti, “Tariparadza; zvirokwazvo ndiro zuva ratakanga takatarira; tariwana, tariona.”
Shona 2009?
Vavengi vako vose vakakushamisira miromo yavo; vanoridza muridzo nokugeda-geda meno, vanoti, "Tariparadza; zvirokwazvo ndiro zuva ratakanga takatarira; tariwana, tariona."
Shona SUB 2002 Bible
Vavengi vako vose vakakushamisira miromo yavo; vanoridza muridzo nokugeda–geda meno, vanoti, “Tariparadza; zvirokwazvo ndiro zuva ratakanga takatarira; tariwana, tariona.”