Lamentations 2:22 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Makaɗana ɀinondityisa pamatiʋi ose, sapazuʋa reʋuŋgano yakatarwa; Hakuna‐wakapukunyuka kana wakasara pazuʋa rokutsamŋa kwaJehova; Ʋandakaɓata mumaʋoko naʋandakarera ʋakapedzwa nomuʋeŋgi waŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Sokukokera kwamunoita zuva romutambo, saizvozvo makandikokera kutyisa kumativi ose. Pazuva rokutsamwa kwaJehovha hakuna akapunyuka kana kurarama; vaya vandakachengeta nokurera, vakaparadzwa navavengi vangu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Makakoka kubva kumativi ose zvinotyisa sokunge pane, zuva guru rakatemwa iyi yakanga iri nguva yenyu yehasha, Tenzi. Hapana aipapunyuka ipapo kana kupararama vandairezva vacho ndichirera vavengi vangu vakavaparadza zvavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Makadaidza zvinondityisa pamativi ose, sapazuva reungano yakatarwa; hakuna akapukunyuka kana akasara pazuva rokutsamwa kwaJehovha; vandakabata mumaoko navandakarera vapedzwa nomuvengi wangu.
Shona 2009?
Makadaidza zvinondityisa pamativi ose, sapazuva reungano yakatarwa; hakuna akapukunyuka kana akasara pazuva rokutsamwa kwaJehovha; vandakabata mumaoko navandakarera vapedzwa nomuvengi wangu.
Shona SUB 2002 Bible
Makadaidza zvinondityisa pamativi ose, sapazuva reungano yakatarwa; hakuna akapukunyuka kana akasara pazuva rokutsamwa kwaJehovha; vandakabata mumaoko navandakarera vapedzwa nomuvengi wangu.