Lamentations 2:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ishe waʋa somuʋeŋgi, wakamedza Israeri; Wakamedza dzimba dzaʋo dzose dzoʋushe, wakaparadza nhare dzaʋo; Akawanzira mukunda waJuda kucema nokurira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ishe akafanana nomuvengi; akamedza Israeri. Akamedza mizinda yake yose uye akaparadza mhare dzake. Akawedzera kuchema nokuungudza kwoMwanasikana weJudha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi aita somuvengi; aparadza Isiraeri, aparadza mizinda yayo yose. Nhare dzayo dzokuzvidzivirira nadzo muhondo, akadziita matongo zvawo. Akawanziridza muJerusaremu kuchema nokuungudza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ishe wava somuvengi, akamedza Isiraeri; akamedza dzimba dzavo dzose dzoushe, akaparadza nhare dzavo; akawanzira mukunda waJudha kuchema nokurira.
Shona 2009?
Ishe wava somuvengi, akamedza Isiraeri; akamedza dzimba dzavo dzose dzoushe, akaparadza nhare dzavo; akawanzira mukunda waJudha kuchema nokurira.
Shona SUB 2002 Bible
Ishe wava somuvengi, akamedza Isiraeri; akamedza dzimba dzavo dzose dzoushe, akaparadza nhare dzavo; akawanzira mukunda waJudha kuchema nokurira.