Lamentations 3:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakandigutisa neɀinoʋaʋa, wakandinwisa gaʋakaʋa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akandigutsa nomuriwo unovava. uye akandinwisa nduru.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akandigutsa nezvinovava akandiraradzisa negavakava.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akandigutisa nezvinovava, akandinwisa gavakava.
Shona 2009?
Akandigutisa nezvinovava, akandimwisa gavakava.
Shona SUB 2002 Bible
Akandigutisa nezvinovava, akandinwisa gavakava.