Lamentations 3:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ini ndikati: Simba raŋgu rapera, neɀandakaŋga ndakatarira kunaJehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo ndinoti, “Kubwinya kwangu kwaenda, uye nezvose zvandanga ndakatarisira kuna Jehovha.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saka ndichiti zvangu zvomukurumbira wangu zvakapera uyewo zvandaitarisira kuna Tenzi zvakapera.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ini ndikati, “Simba rangu rapera, nezvandakanga ndakatarira kuna Jehovha.”
Shona 2009?
Ini ndikati, "Simba rangu rapera, nezvandakanga ndakatarira kuna Jehovha."
Shona SUB 2002 Bible
Ini ndikati, “Simba rangu rapera, nezvandakanga ndakatarira kuna Jehovha.”