Lamentations 3:32 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti kunyaŋge akacemedza, ucanzwira tsitsi nokuwanda kweŋgoni dzake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kunyange achiuyisa kusuwa, achanzwira hake tsitsi, rukuru sei rudo rwake rusingaperi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Anogona kurwadzisa zvake asi ane tsitsi maererano nokuwanda kwemwoyochena wake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti kunyange akachemedza, achanzwira tsitsi nokuwanda kwengoni dzake
Shona 2009?
Nokuti kunyange akachemedza, achanzwira tsitsi nokuwanda kwengoni dzake
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti kunyangwe akachemedza, achanzwira tsitsi nokuwanda kwengoni dzake