Lamentations 3:43 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Maka ɀi fukidza nokutsamŋa, mukadziŋgana nesu; makaʋuraya, hamuna‐kunzwira tsitsi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Makazvifukidza nokutsamwa mukadzingana nesu; makauraya musinganzwiri ngoni.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Makamonerwa nehasha mukatironda muchiuraya zvisina tsitsi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Makazvifukidza nokutsamwa, mukadzingana nesu, makauraya, hamuna kunzwira tsitsi.
Shona 2009?
Makazvifukidza nokutsamwa, mukadzingana nesu, makauraya, hamuna kunzwira tsitsi.
Shona SUB 2002 Bible
Makazvifukidza nokutsamwa, mukadzingana nesu, makauraya, hamuna kunzwira tsitsi.