Lamentations 3:48 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ziso raŋgu rinoyerera nzizi dzemvura pamsoro pokuparadzwa kwomukunda waʋanhu ʋaŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hova dzemisodzi dzinoyerera kubva mumaziso angu, nokuti vanhu vangu vaparadzwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Maziso angu anoyerera hova dzemisodzi pamusana pokuparadzwa kweguta ravanhu vangu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ziso rangu rinoyerera nzizi dzemvura pamusoro pokuparadzwa kwomukunda wavanhu vangu.
Shona 2009?
Ziso rangu rinoyerera nzizi dzemvura pamusoro pokuparadzwa komukunda wavanhu vangu.
Shona SUB 2002 Bible
Ziso rangu rinoyerera nzizi dzemvura pamusoro pokuparadzwa kwomukunda wavanhu vangu.