Lamentations 3:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakandiʋakira ruȿiŋgo kuzorwa neni, wakandikomberedza nenduru nokurwadziwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akandikomba akandipoteredza neshungu nokurwadziswa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akandikomberedza akandiputira nenhamo namatambudziko.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akandivakira rusvingo kuzorwa neni, Aakandikomberedza nenduru nokurwadziwa.
Shona 2009?
Akandivakira rusvingo kuzorwa neni, Akandikomberedza nenduru nokurwadziwa.
Shona SUB 2002 Bible
Akandivakira rusvingo kuzorwa neni, Aakandikomberedza nenduru nokurwadziwa.
Recommended Reading