Lamentations 3:52 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakadziŋgana neni ɀikuru seshiri, iʋo, ʋanondiʋeŋga ndisinemhaka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Avo vakanga vari vavengi vangu ini ndisina mhaka vakandivhima seshiri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Ndakavhimwa ndavhimwazve seshiri navakanga vari mhandu dzangu pasina chikonzero.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakadzingana neni zvikuru seshiri, ivo, vanondivenga ndisina mhaka.
Shona 2009?
Vakadzingana neni zvikuru seshiri, ivo, vanondivenga ndisina mhaka.
Shona SUB 2002 Bible
Vakadzingana neni zvikuru seshiri, ivo, vanondivenga ndisina mhaka.