Lamentations 3:54 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mvura zhinji yakafukidza musoro waŋgu; ndakati: Ndapera.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
mvura zhinji yakafukidza musoro wangu, uye ndakafunga kuti ndava pedyo nokufa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mvura yakandikwidibira musoro ndikati ndaparara ini.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mvura zhinji yakafukidza musoro wangu; ndakati, “Ndapera.”
Shona 2009?
Mvura zhinji yakafukidza musoro wangu; ndakati, "Ndapera."
Shona SUB 2002 Bible
Mvura zhinji yakafukidza musoro wangu; ndakati, “Ndapera.”