Lamentations 3:57 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Makasweɗera nezuʋa randakaɗana kwamuri, makati: Usatya.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Makaswedera pedyo pandakakudanai, mukati, “Usatya.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Makauya pedyo pazuva randakadanidzira kwamuri mukanditi, ‘Usatye.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Makaswedera nezuva randakadana kwamuri, makati, “Usatya.”
Shona 2009?
Makaswedera nezuva randakadana kwamuri, makati, "Usatya."
Shona SUB 2002 Bible
Makaswedera nezuva randakadana kwamuri, makati, “Usatya.”