Lamentations 3:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakandikomberedza noruȿiŋgo, kuti ndirege kugona kuɓuɗa; wakaremesa maketani aŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akandipfigira kuti ndisapunyuka, akandiremedza nengetani.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akandipoteredza nechidziro zvokuti handikwanise kupunyuka, akandisunga nengetani dzake dzinorema.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akandikomberedza norusvingo, kuti ndirege kugona kubuda; akaremesa ngeketani dzangu.
Shona 2009?
Akandikomberedza norusvingo, kuti ndirege kugona kubuda; akaremesa ngetani dzangu.
Shona SUB 2002 Bible
Akandikomberedza norusvingo, kuti ndirege kugona kubuda; akaremesa ngeketani dzangu.