Lamentations 4:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Haiwa, ndarama yaȿiɓa sei! Ndarama yakaiȿo‐naka yashanduka sei! Mabge enɀimbo tȿene arashirwa pamharadzano dzenzira dzomuguta.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Haiwa, goridhe rasviba sei, goridhe rakaisvonaka harichabwinyi sei! Matombo matsvene aparadzirwa kumusoro kwenzira imwe neimwe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kubhuruvara here ikoko kwaita ndarama yedu! Ungati kusanduka here ikoko kwaita ndarama yakanakisisa. Matombo enzvimbo inoera achiti zvawo katakata pamakona emigwagwa yose.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Haiwa, ndarama yasviba sei! Ndarama yakaisvo‐naka yashanduka sei! Mabwe enzvimbo tsvene arashirwa pamharadzano dzenzira dzomuguta.
Shona 2009?
Haiwa, ndarama yasviba sei! Ndarama yakaisvo-naka yashanduka sei! Mabwe enzvimbo tsvene arashirwa pamharadzano dzenzira dzomuguta.
Shona SUB 2002 Bible
Haiwa, ndarama yasviba sei! Ndarama yakaisvo–naka yashanduka sei! Mabwe enzvimbo tsvene arashirwa pamharadzano dzenzira dzomuguta.