Lamentations 4:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakaɗanidzira kwaʋari ʋaciti: Ibvai, munetȿina! Ibvai, ibvai, regai ku ti ɓata! Paŋguʋa yokutiza nokudzuŋgaira kwaʋo, ʋanhu ʋakati pakati pamarudzi: Haʋaŋgazogari ɀe pano ʋari ʋatorwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanhu vanodanidzira kwavari vachiti, “Ibvai! Hamuna kuchena! Ibvai! Ibvai! Musatibata!” Panguva yokutiza nokudzungaira kwavo, vanhu pakati pendudzi vanoti, “Havangarambi vachigara pano.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanhu vaidaidzira vachiti, “Ibvai makan'ora ibvai ibvai musavabate.” Naizvozvo vakave vatizi navadzungairi. Ndizvo zvaitaurwa nevechirudzi. Zvokuti vagare nesu hapachisina.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakadanidzira kwavari vachiti, “Ibvai, makan’ora! Ibvai, ibvai, regai kutibata!” Panguva yokutiza nokudzungaira kwavo, vanhu vakati pakati pamarudzi; “Havangazogarizve pano vari vatorwa.”
Shona 2009?
Vakadanidzira kwavari vachiti, "Ibvai, makan'ora! Ibvai, ibvai, regai kutibata!" Panguva yokutiza nokudzungaira kwavo, vanhu vakati pakati pamarudzi; "Havangazogarizve pano vari vatorwa."
Shona SUB 2002 Bible
Vakadanidzira kwavari vachiti, “Ibvai, makan'ora! Ibvai, ibvai, regai kutibata!” Panguva yokutiza nokudzungaira kwavo, vanhu vakati pakati pamarudzi; “Havangazogarizve pano vari vatorwa.”