Lamentations 4:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kutsamŋa kwaJehova kwakaʋaparadzira; haacaʋi nehanya naʋo; Haʋana‐kuraŋgarira ʋaprista, haʋana‐kukudza ʋakuru.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kutsamwa kwaJehovha kwavaparadzira; haachavachengetedza. Havana kukudza uprista, uye havana kuremekedza vakuru.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi pachake akavamwararisa akarega kuita hanya navo; akarega kuremekedza vapristi; kana kupa rukudzo kuvakuru-vakuru.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kutsamwa kwaJehovha kwakavaparadzira; haachavi nehanya navo; havana kurangarira vapristi, havana kukudza vakuru.
Shona 2009?
Kutsamwa kwaJehovha kwakavaparadzira; haachavi nehanya navo; havana kurangarira vaprista, havana kukudza vakuru.
Shona SUB 2002 Bible
Kutsamwa kwaJehovha kwakavaparadzira; haachavi nehanya navo; havana kurangarira vapristi, havana kukudza vakuru.