Lamentations 4:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kunyaŋge namakaʋa anoɓuɗisa mazamu, acimŋisa ʋana ʋawo; Mukunda waʋanhu ʋaŋgu waʋa nehasha semhou murenje.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kunyange makava anopa mazamu awo kuti anwise vana vawo, asi vanhu vangu vava vasina hanya seshiri dzemhou dziri mugwenga.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kunyange makava chaiwo anopa achiyamwisa vana vawo asi madzimai emuvanhu vangu vave noutsinye, vaita seshiri yemhou murenje.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kunyange namakava anobudisa mazamu, achiyamwisa vana vawo; mukunda wavanhu vangu wava nehasha semhou murenje.
Shona 2009?
Kunyange namakava anobudisa mazamu, achiyamwisa vana vawo; mukunda wavanhu vangu wava nehasha semhou murenje.
Shona SUB 2002 Bible
Kunyangwe namakava anobudisa mazamu, achiyamwisa vana vawo; mukunda wavanhu vangu wava nehasha semhou murenje.