Lamentations 4:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Aʋo ʋaisidya ɀinozipa, ʋarashwa munzira dzomuguta; Ʋairerwa ʋakafuka miceka mitȿuku, ɀino ʋotsiʋama pamaturunhuru.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Avo vaisidya zvinonaka vava vapemhi mumugwagwa. Avo vakarerwa vachifuka nguo dzepepuru zvino vava kuvata pamadurunhuru edota.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vaye vaidyiririra twunonaka vari kupararira mumigwagwa. Vaya vakarerwa muupfumi vava kutorara pamaturunhuru zvapo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Avo vaisidya zvinozipa, varaswa munzira dzomuguta; vairerwa vakafuka micheka mitsvuku, zvino votsivama pamaturunhuru.
Shona 2009?
Avo vaisidya zvinozipa,varaswa munzira dzomuguta; vairerwa vakafuka micheka mitsvuku, zvino votsivama pamaturunhuru.
Shona SUB 2002 Bible
Avo vaisidya zvinozipa, varaswa munzira dzomuguta; vairerwa vakafuka micheka mitsvuku, zvino votsivama pamaturunhuru.