Lamentations 4:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ɀakaipa ɀomukunda waʋanhu ʋaŋgu ɀinopfuʋura ɀiʋi ɀeSodoma, Iro rakaparadzwa kamŋe‐kamŋe kusinamaʋoko akariɓata.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kurangwa kwavanhu vangu kukuru kupinda kweSodhomu, rakaparadzwa pakarepo pasina ruoko rwakadzoka kuzoribatsira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chirango cheguta revanhu vangu chikuru kupinda chirango cheSodhomu rakaparadzwa nekanguva kadikidiki pasina maoko akashandiswa pariri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti zvakaipa zvomukunda wavanhu vangu zvinopfuura zvivi zveSodhoma, iro rakaparadzwa kamwe‐kamwe kusina maoko akaribata.
Shona 2009?
Nokuti zvakaipa zvomukunda wavanhu vangu zvinopfuura zvivi zveSodhoma, iro rakaparadzwa kamwe-kamwe kusina maoko akaribata.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti zvakaipa zvomukunda wavanhu vangu zvinopfuura zvivi zveSodhoma, iro rakaparadzwa kamwe–kamwe kusina maoko akaribata.