Lamentations 4:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀiso ɀaʋo ɀaȿiɓa kupfuʋura mazimbe, haʋazikanwi munzira dzomuguta; Ganda raʋo rinonamatira mafupa aʋo, rawoma, rafanana neɗanda.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi zvino vasviba kupfuura chin'ai; hapana angavaziva mumigwagwa. Ganda ravo ranamira pamapfupa avo; raoma kufanana sedanda.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi zvino zviso zvavo zvakasviba kupinda tsito. Hapana aigona kuvaziva mumugwagwa, ganda ravo rakaunyana rikaomorerana namapfupa avo rikaoma somuti.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zviso zvavo zvasviba kupfuura mazimbe, havazikanwi munzira dzomuguta; ganda ravo rinonamatira mapfupa avo, raoma, rafanana nedanda.
Shona 2009?
Zviso zvavo zvasviba kupfuura mazimbe, havazikamwi munzira dzomuguta; ganda ravo rinonamatira mapfupa avo, raoma, rafanana nedanda.
Shona SUB 2002 Bible
Zviso zvavo zvasviba kupfuura mazimbe, havazikanwi munzira dzomuguta; ganda ravo rinonamatira mapfupa avo, raoma, rafanana nedanda.