Lamentations 4:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakaʋurawa nomunondo ʋakaita nani kunaʋakaʋurawa nenzara; Nokuti aʋa ʋawonda, ʋaɓayiwa nokushaiwa ɀiɓereko ɀeminda.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Avo vakaurayiwa nomunondo vari nani pane avo vanourayiwa nenzara; vabayiwa nenzara, vaonda kwazvo nokuda kwokushayiwa zvokudya zvinobva muminda.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakauraiwa namapakatwa vaiva nani pane vokufa nenzara vakaondoroka nokushaya michero yeminda.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakaurawa nomunondo vakaita nani kuna vakaurawa nenzara; nokuti ava vaonda, vabayiwa nokushayiwa zvibereko zveminda.
Shona 2009?
Vakaurawa nomunondo vakaita nani kuna vakaurawa nenzara; nokuti ava vaonda, vabayiwa nokushayiwa zvibereko zveminda.
Shona SUB 2002 Bible
Vakaurayiwa nomunondo vakaita nani kuna vakaurayiwa nenzara; nokuti ava vaonda, vabayiwa nokushayiwa zvibereko zveminda.