Lamentations 5:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Raŋgarirai Jehova, ɀakatiwira; Tarirai, muʋone kushoʋorwa kweɗu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Rangarirai Jehovha, zvakatiwira; tarirai, mugoona kunyadziswa kwedu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Yeukai, Tenzi zvakatiwira, mutarisewo zvenyu muone kunyadziswa kwedu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Rangarirai Jehovha, zvakatiwira; tarirai, muone kushorwa kwedu.
Shona 2009?
Rangarirai Jehovha, zvakatiwira; tarirai, muone kushorwa kwedu.
Shona SUB 2002 Bible
Rangarirai Jehovha, zvakatiwira; tarirai, muone kushorwa kwedu.