Lamentations 5:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakacinyira ʋakadzi paZioni, Nemhandara pamaguta aJuda.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakachinya vakadzi muZioni, mhandara, mumaguta eJudha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakadzi vari kubhinywa muZioni'mu, mhandara dzichibatwa chibharo mumaguta okwaJudha.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakachinyira vakadzi paZioni, nemhandara pamaguta aJudha.
Shona 2009?
Vakachinyira vakadzi paZiyoni, nemhandara pamaguta aJudha.
Shona SUB 2002 Bible
Vakachinyira vakadzi paZioni, nemhandara pamaguta aJudha.